ƲaHeberu 9:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Uyu waiva muenzaniso wakananga zvenguva ino. Samamiriro akaita zvinhu izvi, zvipo nezvibayiro zvinopirwa asi hazvigone kunatsa hana yaanopira wacho, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 wakaŋga uri mufananidzo weŋguʋa ino — ʋanoɓayira nayo ɀipo neɀiɓayiro, ɀisiŋgagoni kukwanisa pahana yake iye unoshumira; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 wakanga uri mufananidzo wenguva ino vanobayira nayo zvipo nezvibayiro, zvisingagoni kukwanisa pahana yake iye anoshumira; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Uyu waiva muenzaniso wakananga zvenguva ino. Samamiriro akaita zvinhu izvi, zvipo nezvibayiro zvinopirwa asi hazvigone kunatsa hana yaanopira wacho, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Uyu waiva muenzaniso wakananga zvenguva ino. Samamiriro akaita zvinhu izvi, zvipo nezvibayiro zvinopirwa asi hazvigone kunatsa hana yaanopira wacho, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Uyu mufananidzo wenguva ino, zvichireva kuti zvipo nezvibayiro zvaibayirwa zvakanga zvisingagoni kuchenesa hana yaiye ainamata. Viz kapitola |