Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 9:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Kana pane zvakanyorwawo nomufi zvenhaka, panotofanira kuzivikanwa kuti akanyora zvenhaka akafa here kana kuti kwete.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Nokuti apo panetestamente, panofanira kuʋa’po ʋo rufu rwaiye wakaiita.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Nokuti apo pane chido chenhaka, panofanira kuvapowo rufu rwaiye wakachiita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Kana pane zvakanyorwawo nomufi zvenhaka, panotofanira kuzivikanwa kuti akanyora zvenhaka akafa here kana kuti kwete.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Kana pane zvakanyorwawo nomufi zvenhaka, panotofanira kuzivikanwa kuti akanyora zvenhaka akafa here kana kuti kwete.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Nokuti kana iri nhaka yakanyorwa, panofanira kuvapowo nechokwadi chorufu rwaiye akaiita,

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 9:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy