Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 7:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Vechizvarwa chaRevhi vanogamuchira upristi hwedzinza. Vano murau unovabvumira kutora, zviri pamutemo, chegumi kubva kuvanhu, ndokuti kubva kuhama dzavo, kunyange vari vana vedzinza rimwechete raAbhurahamu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ɀino aʋo, ʋari ʋanakomana ʋaRevi, ʋanopiwa ɓasa roʋuprista, ʋakarairwa nomurairo kuti ʋatore cegumi kuʋanhu, iko kuhama dzaʋo, kunyaŋge ʋakabva muciʋuno caAbrahama;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Zvino avo, vari vanakomana vaRevhi, vanopiwa basa roupristi, vakarayirwa nomurayiro kuti vatore chegumi kuvanhu, iko kuhama dzavo, kunyange vakabva muchiuno chaAbhurahamu;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Vechizvarwa chaRevhi vanogamuchira upristi hwedzinza. Vano murau unovabvumira kutora, zviri pamutemo, chegumi kubva kuvanhu, ndokuti kubva kuhama dzavo, kunyange vari vana vedzinza rimwechete raAbhurahamu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Vechizvarwa chaRevhi vanogamuchira upristi hwedzinza. Vano murau unovabvumira kutora, zviri pamutemo, chegumi kubva kuvanhu, ndokuti kubva kuhama dzavo, kunyange vari vana vedzinza rimwechete raAbhurahamu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Zvino murayiro unoti avo vari zvizvarwa zvaRevhi vakava vaprista kuti vatore chegumi kuvanhu, idzo hama dzavo, kunyange zvazvo hama dzavo dziri zvizvarwa zvaAbhurahama.

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 7:5

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy