ƲaHeberu 7:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Tarisai muone mukuriro waakaita! Abhurahamu, iye zitateguru, vakamupa chegumi chezvavakapamba mukurwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino fuŋgai kukura kwomunhu uyu, wakapiwa nateteguru Abrahama cegumi ceɀaakapamba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Zvino fungai kukura kwomunhu uyu, akapiwa natateguru Abhurahamu chegumi chezvaakapamba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Tarisai muone mukuriro waakaita! Abhurahamu, iye zitateguru, vakamupa chegumi chezvavakapamba mukurwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Tarisai muone mukuriro waakaita! Abhurahamu, iye zitateguru, vakamupa chegumi chezvavakapamba mukurwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Chingofungai kuti akanga ari mukuru sei. Kunyange natateguru Abhurahama akamupa chegumi chezvaakanga apamba! Viz kapitola |