ƲaHeberu 7:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vamwe vakave vapristi pasina mhiko asi iye akave mupristi zvine mhiko. Uye akati kwaari nemhiko, “Mwari akapika uyezve haachasanduka, akati, ‘Uri mupristi nokusingaperi.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 (nokuti iʋo ʋakaitwa ʋaprista kusinemhiko, asi iye nokupika kwaiye, wakati kwaari: Ishe wakapika, haaŋgaɀidyi mŋoyo ɀe, aciti: Iwe uri muprista nokusiŋgaperi); Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 nokuti ivo vakaitwa vapristi kusina mhiko, asi iye nokupika kwaiye, akati kwaari, “Ishe akapika, haangazvidyi mwoyozve, achiti, ‘Iwe uri mupristi nokusingaperi.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vamwe vakave vapristi pasina mhiko asi iye akave mupristi zvine mhiko. Uye akati kwaari nemhiko, “Mwari akapika uyezve haachasanduka, akati, ‘Uri mupristi nokusingaperi.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Vamwe vakave vapristi pasina mhiko asi iye akave mupristi zvine mhiko. Uye akati kwaari nemhiko, “Mwari akapika uyezve haachasanduka, akati, ‘Uri mupristi nokusingaperi.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 asi iye akava muprista ane mhiko, Mwari paakati kwaari: “Ishe akapika uye haangashanduri murangariro wake: ‘Iwe uri muprista nokusingaperi.’ ” Viz kapitola |