ƲaHeberu 7:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ari kurehwa panyaya iyi akanga ari werimwewo dzinza risina ati amboshanda paAritari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Nokuti uyo unorebga ɀinhu iɀi pamsoro pake, wakaŋga ari worumŋe rudzi, rwakaŋga rusinomunhu wakamboɓate‐ɓasa paartari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Nokuti uyo anorehwa zvinhu izvi pamusoro pake, akanga ari worumwe rudzi, rwakanga rusina munhu akambobata basa paaritari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ari kurehwa panyaya iyi akanga ari werimwewo dzinza risina ati amboshanda paAritari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Ari kurehwa panyaya iyi akanga ari werimwewo dzinza risina ati amboshanda paAritari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Iye anorehwa zvinhu izvi pamusoro pake ndeworumwe rudzi, uye hakuna mumwe worudzi urwu akamboshumira paaritari. Viz kapitola |