ƲaHeberu 7:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 nokuti akanga ari muchiuno chatateguru wake paakasangana naMerekizedheki. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 nokuti wakaŋga aciri muciʋuno caɓaɓa ʋake, pakusoŋgana kwaMerkisedeki naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 nokuti akanga achiri muchiuno chababa vake, pakusangana kwaMerekizedheki naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 nokuti akanga ari muchiuno chatateguru wake paakasangana naMerekizedheki. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 nokuti akanga ari muchiuno chatateguru wake paakasangana naMerekizedheki. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 nokuti Merikizedheki paakasangana naAbhurahama, Revhi akanga achiri muchiuno chatateguru vake. Viz kapitola |