Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 6:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Kunyange zvedu tichitaura nomutowo iwoyu, asi kwamuri, vadikanwi, tinechokwadi chokuti munezvinhu zviri nani zvoruponeso.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Asi ʋaɗikanwa, kunyaŋge ticitaura kuɗai, tinoziʋa kwaɀo pamsoro penyu ɀinhu ɀinopfuʋura nokunaka, ɀinoisa kukuponeswa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Asi vadikanwi, kunyange tichitaura kudai, tinoziva kwazvo pamusoro penyu zvinhu zvinopfuura nokunaka, zvinoisa kukuponeswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Kunyange zvedu tichitaura nomutowo iwoyu, asi kwamuri, vadikanwi, tinechokwadi chokuti munezvinhu zviri nani zvoruponeso.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Kunyange zvedu tichitaura nomutowo iwoyu, asi kwamuri, vadikanwi, tinechokwadi chokuti munezvinhu zviri nani zvoruponeso.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Kunyange zvazvo tichitaura sezvizvi, hama dzinodikanwa, tinoziva kwazvo kuti kwamuri kuchabva zvinhu zviri nani, zvinhu zvinoshanda pamwe chete noruponeso.

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 6:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy