Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 6:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Asi kana robereka minzwa nedonzvambeva nesosowori, harina maturo. Ratova padyo nokunyobwa; mugumo waro kupiswa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 asi kana ikaɓereka minzwa norukato, inorashwa, yobva yotukwa; kuguma kwayo ndiko kupiswa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 asi kana ikabereka minzwa norukato, inorakashwa, yobva yotukwa; kuguma kwayo ndiko kupiswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Asi kana robereka minzwa nedonzvambeva nesosowori, harina maturo. Ratova padyo nokunyobwa; mugumo waro kupiswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Asi kana robereka minzwa nedonzvambeva nesosowori, harina maturo. Ratova padyo nokunyobwa; mugumo waro kupiswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Asi nyika inobereka minzwa norukato haibatsiri uye ine dambudziko rokuti ichatukwa. Pakupedzisira ichapiswa.

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 6:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy