ƲaHeberu 6:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Naizvozvo Mwari paakanga achida kunyatsosimbisisa, kuvadyi venhaka yechipikirwa kuti zvaanenge atema hazvipinduki–pinduki akazvitsinhira nemhiko. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Saiɀoɀo Mŋari wakati aciɗa ɀikuru kuratidza ʋadyi ʋenhaka yecipikirwa, kuti cireʋo cake hacishandurwi, wakapinda pakati nokupika; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Saizvozvo Mwari akati achida zvikuru kuratidza vadyi venhaka yechipikirwa, kuti chirevo chake hachishandurwi, akapinda pakati nokupika; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Naizvozvo Mwari paakanga achida kunyatsosimbisisa, kuvadyi venhaka yechipikirwa kuti zvaanenge atema hazvipinduki–pinduki akazvitsinhira nemhiko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Naizvozvo Mwari paakanga achida kunyatsosimbisisa, kuvadyi venhaka yechipikirwa kuti zvaanenge atema hazvipinduki–pinduki akazvitsinhira nemhiko. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Nokuti Mwari aida kuti aratidze pachena kusashanduka kwechido chake kuvadyi venhaka yakapikirwa, akakusimbisa nemhiko. Viz kapitola |