ƲaHeberu 6:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Tinodisisa kuti mumwe nomumwe wenyu aratidze shungu dzimwechetedzo dzokuti zvatinotarisira izvi zviitike, uye agoramba achingodaro kusvikira kumagumo, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino tinoɗa kuti mumŋe nomumŋe wenyu ashiŋgaire saiɀoɀo, kuti muʋe netariro yakakwana kuȿikira pakuguma. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Zvino tinoda kuti mumwe nomumwe wenyu ashingaire saizvozvo, kuti muve netariro yakakwana kusvikira pakuguma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Tinodisisa kuti mumwe nomumwe wenyu aratidze shungu dzimwechetedzo dzokuti zvatinotarisira izvi zviitike, uye agoramba achingodaro kusvikira kumagumo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Tinodisisa kuti mumwe nomumwe wenyu aratidze shungu dzimwechetedzo dzokuti zvatinotarisira izvi zviitike, uye agoramba achingodaro kusvikira kumagumo, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Tinoda kuti mumwe nomumwe wenyu ave nokushingaira kumwe cheteko kusvikira kumagumo, kuitira kuti muve nechokwadi chetariro yenyu. Viz kapitola |