ƲaHeberu 5:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Anogona kubata zvakapfava avo vasina chavanoziva navanotsauka munzira kwayo nokuti naiyewo akakomberedzwa noutera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 iye unogona kunzwira tsitsi aʋo ʋasiŋgaziʋi naʋakatsauka, nokuti naiye ʋo amene wakakomberedzwa noʋutera. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 iye anogona kunzwira tsitsi avo vasingazivi navakatsauka, nokuti naiyewo amene akakomberedzwa noutera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Anogona kubata zvakapfava avo vasina chavanoziva navanotsauka munzira kwayo nokuti naiyewo akakomberedzwa noutera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Anogona kubata zvakapfava avo vasina chavanoziva navanotsauka munzira kwayo nokuti naiyewo akakomberedzwa noutera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Anogona kunzwira tsitsi vaya vasingazivi uye navaya vari kutsauka, sezvo iye pachake ari pasi poutera. Viz kapitola |