ƲaHeberu 3:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Zvino Mosesi, somuranda akanga akatendeseka muimba yose yaMwari, achipa uchapupu hwezvinhu zvakanga zvichazotaurwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino Mosesi wakaŋga akatendeka muimba yake yose somuranda, kuti aʋe capupu ceɀinhu ɀaifanira kuzotaurwa, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Zvino Mosesi akanga akatendeka muimba yake yose somuranda, kuti ave chapupu chezvinhu zvaifanira kuzotaurwa, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Zvino Mosesi, somuranda akanga akatendeseka muimba yose yaMwari, achipa uchapupu hwezvinhu zvakanga zvichazotaurwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Zvino Mosesi, somuranda akanga akatendeseka muimba yose yaMwari, achipa uchapupu hwezvinhu zvakanga zvichazotaurwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Mozisi akanga akatendeka somuranda muimba yose yaMwari, achipupura pamusoro pezvaizotaurwa munguva yaizotevera. Viz kapitola |