ƲaHeberu 3:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Naizvozvo tinoona kuti havana kukwanisa kupinda nemhaka yokusadavira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ɀino tinoʋona kuti ʋakaŋga ʋasiŋgagoni kupinda nokusatenda kwaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Zvino tinoona kuti vakanga vasingagoni kupinda nokusatenda kwavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Naizvozvo tinoona kuti havana kukwanisa kupinda nemhaka yokusadavira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Naizvozvo tinoona kuti havana kukwanisa kupinda nemhaka yokusadavira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Saka tinoona kuti havana kukwanisa kupinda, nokuda kwokusatenda kwavo. Viz kapitola |