ƲaHeberu 3:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Ko akapika kuna vanaani kuti havasi kuzombopinda muzororo rake asi kuna ivavo vakanga vasingateereri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Wakapika pamsoro paʋanani kuti haʋaŋgapindi pazororo rake? Haʋazi iʋo ʋasina‐kuterera here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Akapika pamusoro pavanaani kuti havangapindi pazororo rake? Havazi ivo vasina kuteerera here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Ko akapika kuna vanaani kuti havasi kuzombopinda muzororo rake asi kuna ivavo vakanga vasingateereri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Ko akapika kuna vanaani kuti havasi kuzombopinda muzororo rake asi kuna ivavo vakanga vasingateereri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Uye ndivanaaniko vakapikirwa mhiko naMwari kuti havangapindi muzororo rake kana vasiri ivo vaya vasina kuteerera? Viz kapitola |