ƲaHeberu 2:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 ko, isu tichazopunyuka napapi kana tisina kuita hanya noruponeso rwakakomba kudai? Ndirwo rwakataurwa naTenzi pokutanga, rwukatsinhirwa kwatiri navavo vakamunzwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 ko isu ticatiza sei, kana tisinehanya nokuponeswa kukuru kwakaɗai? uku kwakaparidzwa pakutaŋga naShe, kukasimbiswa kwatiri naiʋo ʋakanzwa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 ko isu tichatiza sei, kana tisina hanya nokuponeswa kukuru kwakadai? Uku kwakaparidzwa pakutanga naIshe, kukasimbiswa kwatiri naivo vakanzwa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 ko, isu tichazopunyuka napapi kana tisina kuita hanya noruponeso rwakakomba kudai? Ndirwo rwakataurwa naTenzi pokutanga, rwukatsinhirwa kwatiri navavo vakamunzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 ko, isu tichazopunyuka napapi kana tisina kuita hanya noruponeso rwakakomba kudai? Ndirwo rwakataurwa naTenzi pokutanga, rwukatsinhirwa kwatiri navavo vakamunzwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 ko, isu tichapunyuka sei kana tisina hanya noruponeso rwakakura zvakadai? Ruponeso urwu rwakatanga kuziviswa naIshe, rwakasimbiswa kwatiri naavo vakamunzwa. Viz kapitola |