Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 2:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Nokuti iye pachake akatambudzika akaedzwa, anokwanisawo kubatsira avo vanoedzwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Nokuti ɀaakatambudzika iye amene pakuidzwa kwake, unogona kuɓatsira ʋanoidzwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Nokuti zvaakatambudzika iye amene pakuedzwa kwake, anogona kubatsira vanoedzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Nokuti iye pachake akatambudzika akaedzwa, anokwanisawo kubatsira avo vanoedzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Nokuti iye pachake akatambudzika akaedzwa, anokwanisawo kubatsira avo vanoedzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Nokuti iye amene akatambudzika paakaedzwa, anokwanisa kubatsira vanoedzwa.

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 2:18

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy