ƲaHeberu 2:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 paya paanoti, “Ndichaparidza zita renyu kuhama dzangu, ndichakurumbidzai ndiri mukati meSangano.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀaanoti: Ndicaparidzira hama dzaŋgu zita renyu, Ndicakuimbirai pakati pekereke. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Zvaanoti, “Ndichaparidzira hama dzangu zita renyu, Ndichakuimbirai pakati pekereke.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 paya paanoti, “Ndichaparidza zita renyu kuhama dzangu, ndichakurumbidzai ndiri mukati meSangano.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 paya paanoti, “Ndichaparidza zita renyu kuhama dzangu, ndichakurumbidzai ndiri mukati meSangano.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Anoti, “Ndichaparidza zita renyu kuhama dzangu; pamberi peungano ndichaimba nziyo dzokukurumbidzai.” Viz kapitola |