Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 2:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Nokuti iye munatsi wavanhu, naivo vakanatswa, vanobva padzinde rimwechete. Ndokusaka asinganyari kuvati hama,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Nokuti uyo, unoʋaita ʋatȿene, naiʋo ʋanoitwa ʋatsene, ʋose ʋakabva kunomumŋe; nemhaka iyi haanenyadzi kuʋaidza hama,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Nokuti uyo, anovaita vatsvene, naivo vanoitwa vatsvene, vose vakabva kunomumwe; nemhaka iyi haana nyadzi kuvaidza hama,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Nokuti iye munatsi wavanhu, naivo vakanatswa, vanobva padzinde rimwechete. Ndokusaka asinganyari kuvati hama,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Nokuti iye munatsi wavanhu, naivo vakanatswa, vanobva padzinde rimwechete. Ndokusaka asinganyari kuvati hama,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Vose, iye anoita kuti vanhu vave vatsvene uye avo vanoitwa vatsvene ndevemhuri imwe chete. Saka Jesu haana nyadzi kuti avaidze hama.

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 2:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy