ƲaHeberu 13:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Saizvozvo Jesu akatambudzikawo kunze kweguta kuti aruramise vanhu neropa rake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Saka naiye Jesu ʋo wakatambudzika kunze kwesuʋo, kuti aite ʋanhu ʋaʋe ʋatȿene neropa rake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Saka naiye Jesuo akatambudzika kunze kwesuo kuti aite vanhu vave vatsvene neropa rake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Saizvozvo Jesu akatambudzikawo kunze kweguta kuti aruramise vanhu neropa rake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Saizvozvo Jesu akatambudzikawo kunze kweguta kuti aruramise vanhu neropa rake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Uye naizvozvo Jesu akatambudzikawo ari kunze kwesuo reguta kuti aite kuti vanhu vave vatsvene kubudikidza neropa rake. Viz kapitola |