Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 12:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Chikonzero chacho ndechokuti Tenzi anodzora uyo waanoda uye anoranga mwana wese waanotora somwana.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Nokuti waanoɗa Ishe unomuraŋga, Unoroʋa ɀikuru mŋanakomana mumŋe nomumŋe waanogamucira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Nokuti waanoda Ishe anomuranga, Anorova zvikuru mwanakomana mumwe nomumwe waanogamuchira.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Chikonzero chacho ndechokuti Tenzi anodzora uyo waanoda uye anoranga mwana wese waanotora somwana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Chikonzero chacho ndechokuti Tenzi anodzora uyo waanoda uye anoranga mwana wese waanotora somwana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 nokuti Ishe anoranga uyo waanoda, uye anorova munhu wose waanogamuchira somwanakomana.”

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 12:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy