ƲaHeberu 12:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Saka ngatitendei kugamuchira kwatakaita umambo husingazunguniki. Nokudaro ngatipirei kuna Mwari kunamata kunogamuchirika kuno rukudzo nokutya Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Saka, ɀatinopiwa ʋushe bgusiŋgazunuŋguki, ŋgatiʋe nokuʋoŋga, kuti tishumire Mŋari nako, ticimufadza nokukudza nokutya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Saka, zvatinopiwa ushe husingazununguki, ngative nokuvonga, kuti tishumire Mwari nako, tichimufadza nokukudza nokutya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Saka ngatitendei kugamuchira kwatakaita umambo husingazunguniki. Nokudaro ngatipirei kuna Mwari kunamata kunogamuchirika kuno rukudzo nokutya Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Saka ngatitendei kugamuchira kwatakaita umambo husingazunguniki. Nokudaro ngatipirei kuna Mwari kunamata kunogamuchirika kuno rukudzo nokutya Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Naizvozvo, zvatinogamuchira ushe husingagoni kuzungunuswa, ngativongei, uye tinamate Mwari zvinogamuchirika, tichimukudza uye tichimutya, Viz kapitola |