Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 12:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Izwi iri rokuti, “Zvakare” raratidza kubviswa kwezvinozungunutswa kuti zvisingazungunutswi zvirambe zviripo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Ɀino shoko iri rokuti, kamŋe cete, rinoratidza kubviswa kweɀinozunuŋguka, seɀinhu ɀakaitwa, kuti iɀo ɀisiŋgazunuŋguki ɀigare.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Zvino shoko iri rokuti, “Kamwechete,” rinoratidza kubviswa kwezvinozununguka, sezvinhu zvakaitwa, kuti izvo zvisingazununguki zvigare.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Izwi iri rokuti, “Zvakare” raratidza kubviswa kwezvinozungunutswa kuti zvisingazungunutswi zvirambe zviripo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Izwi iri rokuti, “Zvakare” raratidza kubviswa kwezvinozungunutswa kuti zvisingazungunutswi zvirambe zviripo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Mashoko okuti, “Kamwe chetezve” anoratidza kubviswa kwezvinhu zvinogona kuzungunuswa, izvo zvinhu zvakasikwa, kuitira kuti zvisingagoni kuzungunuswa zvirambe zviripo.

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 12:27

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy