Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 12:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Izwi rake rakazungunutsa pasi. Asi iye akatsidza kuti haachazozungunutsa zvake nyika chete asi nedengawo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 inzwi rake rakazunuŋgusa nyika neŋguʋa iyo; asi ɀino wakapikira, aciti: Ndicabvundisa ɀe kamŋe cete, isati iri nyika ɓedzi, asi neɗeŋga ʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 izwi rake rakazunungusa nyika nenguva iyo; asi zvino akapikira, achiti, “Ndichabvundisazve kamwechete, isati iri nyika bedzi, asi nedengawo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Izwi rake rakazungunutsa pasi. Asi iye akatsidza kuti haachazozungunutsa zvake nyika chete asi nedengawo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Izwi rake rakazungunutsa pasi. Asi iye akatsidza kuti haachazozungunutsa zvake nyika chete asi nedengawo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Panguva iyo inzwi rake rakazungunusa nyika, asi zvino akativimbisa, achiti, “Ndichazungunusazve kamwe chete, kwete nyika chete, asi nedengawo.”

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 12:26

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy