ƲaHeberu 12:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Onai kuti musarambe kuteerera iye ari kutaura. Kana avo vakanyeverwa nomunhu wapasi pano vasina kupunyuka pavakaramba kuteerera iye aivayambira ko kutozoti isu tichapunyuka sei kana tikaramba kunyeverwa kunobva kudenga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Cenjerai kuti murege kuramba unotaura; nokuti kana aʋo ʋakamuramba ŋguʋa yaakaʋaraira panyika, ʋasina‐kupukunyuka, ɀikuru isu kana tikafuratira iye wokuɗeŋga; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Chenjerai kuti murege kuramba anotaura; nokuti kana avo vakamuramba nguva yaakavarayira panyika, vasina kupukunyuka, zvikuru isu kana tikafuratira iye wokudenga; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Onai kuti musarambe kuteerera iye ari kutaura. Kana avo vakanyeverwa nomunhu wapasi pano vasina kupunyuka pavakaramba kuteerera iye aivayambira ko kutozoti isu tichapunyuka sei kana tikaramba kunyeverwa kunobva kudenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Onai kuti musarambe kuteerera iye ari kutaura. Kana avo vakanyeverwa nomunhu wapasi pano vasina kupunyuka pavakaramba kuteerera iye aivayambira ko kutozoti isu tichapunyuka sei kana tikaramba kunyeverwa kunobva kudenga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Chenjerai kuti murege kuramba iye anotaura. Kana ivo vasina kupunyuka pavakaramba iye akavayambira panyika, ko, kuzoti isu kana tikatsauka kubva kwaari anotiyambira kubva kudenga? Viz kapitola |