Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 12:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 uye nokuna Jesu mukumbanidzi pachitendero chitsva nokuropa rakasaswa rinoreva zvinhu zviri nane kupinda raAbheri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 nokunaJesu, Mureʋereri wesuŋgano itȿa, nokuropa rakasaswa, rinotaura ɀakanaka kupfuʋura Aberi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 nokuna Jesu, Murevereri wesungano itsva, nokuropa rakasaswa, rinotaura zvakanaka kupfuura Abheri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 uye nokuna Jesu mukumbanidzi pachitendero chitsva nokuropa rakasaswa rinoreva zvinhu zviri nane kupinda raAbheri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 uye nokuna Jesu mukumbanidzi pachitendero chitsva nokuropa rakasaswa rinoreva zvinhu zviri nane kupinda raAbheri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 kuna Jesu murevereri wesungano itsva, uye kuropa rakasaswa rinotaura zviri nani pane raAbheri.

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 12:24

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy