ƲaHeberu 12:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 uye kuungano yamatangwe akanyorwa kudenga nokumutongi ari Mwari wavose nokumweya yakanaka yakaruramiswa Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 nokuʋuŋgano huru, nokukereke yamataŋgwe akanyorwa kuɗeŋga, nokunaMŋari, mutoŋgi waʋose, nokumŋeya yaʋakarurama ʋakakwaniswa, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 nokuungano huru, nokukereke yamatangwe akanyorwa kudenga, nokuna Mwari, mutongi wavose, nokumweya yavakarurama vakakwaniswa, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 uye kuungano yamatangwe akanyorwa kudenga nokumutongi ari Mwari wavose nokumweya yakanaka yakaruramiswa Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 uye kuungano yamatangwe akanyorwa kudenga nokumutongi ari Mwari wavose nokumweya yakanaka yakaruramiswa Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 kukereke yamatangwe, vane mazita akanyorwa kudenga. Mauya kuna Mwari, mutongi wavanhu vose, kumweya yavanhu vakarurama vakakwaniswa, Viz kapitola |