ƲaHeberu 12:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Zvakaonekwa zvaityisa zvokuti Mosesi akazoti, “Ndinodedera nokutya.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 ico cakaʋonekwa cakatyisa kuɗai, kuti naMosesi wakati: Ndinotya kwaɀo, ndinoɗeɗera; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 icho chakaonekwa chatyisa kudai, kuti naMosesi akati, “Ndinotya kwazvo, ndinodedera;” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Zvakaonekwa zvaityisa zvokuti Mosesi akazoti, “Ndinodedera nokutya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Zvakaonekwa zvaityisa zvokuti Mosesi akazoti, “Ndinodedera nokutya.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Chakaonekwa chaityisa zvokuti Mozisi akati, “Ndiri kudedera nokutya.” Viz kapitola |