ƲaHeberu 12:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 nokurira kwebhosvo namaungira amazwi akaita kuti vaizvinzwa vakumbire kuti pasataurwezve kwavari Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 nokukurira kwehwamanda, nokunzwi ramashoko; iʋo ʋakarinzwa ʋakakumbira kuti shoko rimŋe rirege kuzoʋataurirwa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 nokukurira kwehwamanda, nokuzwi ramashoko; ivo vakarinzwa vakakumbira kuti shoko rimwe rirege kuzovataurirwa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 nokurira kwebhosvo namaungira amazwi akaita kuti vaizvinzwa vakumbire kuti pasataurwezve kwavari Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 nokurira kwebhosvo namaungira amazwi akaita kuti vaizvinzwa vakumbire kuti pasataurwezve kwavari Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 kukurira kwehwamanda kana inzwi rinotaura mashoko zvokuti vaya vakarinzwa vakakumbirisa kuti varege kuudzwazve rimwe shoko, Viz kapitola |