ƲaHeberu 12:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 kuti pasave naani zvake anoita zvounzenza kana asina hanya nokunamata Mwari sezvakaita Esau akatengesa utangwe hwake nokuda kwechokudya, chokudya kamwechete. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 kurege kuʋa’po nemhombge, kana nousinehanya naMŋari, saEsau wakateŋgesa ʋuɗaŋgwe bgake nokudya kamŋe cete. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 kurege kuvapo nemhombwe, kana noasina hanya naMwari, saEsau akatengesa udangwe hwake nokudya kamwechete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 kuti pasave naani zvake anoita zvounzenza kana asina hanya nokunamata Mwari sezvakaita Esau akatengesa utangwe hwake nokuda kwechokudya, chokudya kamwechete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 kuti pasave naani zvake anoita zvounzenza kana asina hanya nokunamata Mwari sezvakaita Esau akatengesa utangwe hwake nokuda kwechokudya, chokudya kamwechete. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Chenjerai kuti kurege kuva nevanoita upombwe, kana nousina umwari saEsau, uyo akatengesa nhaka youdangwe hwake nokuda kwokudya kamwe chete. Viz kapitola |