Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 12:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Vavarirai kuva norugare navanhu vose uye kuva noutsvene hwokuti kana munhu asinahwo haakwanisi kuona Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Tȿakai rugare naʋanhu ʋose, noʋutȿene, nokuti kunze kwabgo hakunomunhu ucaʋona Ishe;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Tsvakai rugare navanhu vose, noutsvene, nokuti kunze kwahwo hakuna munhu achaona Ishe;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Vavarirai kuva norugare navanhu vose uye kuva noutsvene hwokuti kana munhu asinahwo haakwanisi kuona Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Vavarirai kuva norugare navanhu vose uye kuva noutsvene hwokuti kana munhu asinahwo haakwanisi kuona Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Itai zvose zvamungagona kuti muve vatsvene; pasina utsvene hapana munhu achaona Ishe.

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 12:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy