ƲaHeberu 11:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Pasina chitendero hazvikwanisiki kumufadza nokuti munhu wose anouya anofanira kudavira kuti Mwari ariko uye kuti Mwari anopa mubayiro kune anomutsvaka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Kana kusina‐kutenda haɀibviri kumufadza; nokuti unoʋuya kunaMŋari, unofanira kutenda kuti iye uri’po, ʋuye kuti unopa ʋanomutȿaka muɓairo waʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Kana kusina kutenda hazvibviri kumufadza; nokuti anouya kuna Mwari, anofanira kutenda kuti iye aripo, uye kuti anopa vanomutsvaka mubayiro wavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Pasina chitendero hazvikwanisiki kumufadza nokuti munhu wose anouya anofanira kudavira kuti Mwari ariko uye kuti Mwari anopa mubayiro kune anomutsvaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Pasina chitendero hazvikwanisiki kumufadza nokuti munhu wose anouya anofanira kudavira kuti Mwari ariko uye kuti Mwari anopa mubayiro kune anomutsvaka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Uye pasina kutenda hazvibviri kufadza Mwari, nokuti ani naani anouya kwaari anofanira kutenda kuti ariko uye kuti anopa vanomutsvaka nomwoyo wose mubayiro wavo. Viz kapitola |