Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 11:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Vakatakwa namatombo vakachekwa napakati vakauraiwa namapakatwa. Vakafamba vakapfeka matehwe ehwai neembudzi vasina chokubata. Vakaoneswa nhamo vachiitirwa zvakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

37 ʋakatakwa namabge, ʋakatemŋa‐temŋa nejeko, ʋakaidzwa, ʋakaʋurawa nomunondo; ʋakafamba ʋakafuka matebge amakwai, neŋguʋo dzembudzi; ʋasinecinhu, ʋacitambudzika, ʋaciitirwa ɀakaipa;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

37 vakatakwa namabwe, vakaedzwa, vakaurawa nomunondo; vakafamba vakafuka matehwe amakwai, nenguo dzembudzi; vasina chinhu, vachitambudzika, vachiitirwa zvakaipa;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Vakatakwa namatombo vakachekwa napakati vakauraiwa namapakatwa. Vakafamba vakapfeka matehwe ehwai neembudzi vasina chokubata. Vakaoneswa nhamo vachiitirwa zvakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

37 Vakatakwa namatombo vakachekwa napakati vakauraiwa namapakatwa. Vakafamba vakapfeka matehwe ehwai neembudzi vasina chokubata. Vakaoneswa nhamo vachiitirwa zvakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

37 Vakatakwa namabwe; vamwe vakaitwa zvidimbu zviviri; vakaurayiwa nomunondo. Vakafamba vakapfeka matehwe amakwai namatehwe embudzi, vasina chinhu, vakatambudzwa uye vakaitirwa zvakaipa,

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 11:37

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy