Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 11:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Ko ndotaura zvimwe zvipiko? Nguva haimbondibvumira kuti nditaure nezvaGidheoni naBharaki naSamusoni naJefuta nezvaDhavhidhi naSamueri uye nezvavaporofita

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Ndicataurireiko ɀimŋe? Nokuti ndicapererwa neŋguʋa, kana ndikataura ɀaGideoni, naBaraki, naSamsoni, naJefta, naDavidi, naSamueri, naʋaprofita;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Ndichataurireiko zvimwe? Nokuti ndichapererwa nenguva, kana ndikataura zvaGidheoni, naBharaki, naSamisoni, naJefita, naDhavhidhi, naSamueri, navaporofita;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Ko ndotaura zvimwe zvipiko? Nguva haimbondibvumira kuti nditaure nezvaGidheoni naBharaki naSamusoni naJefuta nezvaDhavhidhi naSamueri uye nezvavaporofita

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Ko ndotaura zvimwe zvipiko? Nguva haimbondibvumira kuti nditaure nezvaGidheoni naBharaki naSamusoni naJefuta nezvaDhavhidhi naSamueri uye nezvavaporofita

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Uye ndichataureiko zvimwe? Handichina nguva yokutaura pamusoro paGidheoni, Bharaki, Samusoni, Jefuta, Dhavhidhi, Samueri, navaprofita,

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 11:32

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy