Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 11:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Pamusana pechitendero Rahabhu haana kuparara pamwepo navakanga vasingateereri nokuti akanga agamuchira zvakanaka vasori vaya.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Nokutenda Rakabi cifeʋe, haana‐kufa pamŋe cete naʋasinakuterera, nokuti wakaŋga agamucira ʋashori norugare.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Nokutenda, Rakabhi chifeve, haana kufa pamwechete navasina kuteerera, nokuti akanga agamuchira vashori norugare.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Pamusana pechitendero Rahabhu haana kuparara pamwepo navakanga vasingateereri nokuti akanga agamuchira zvakanaka vasori vaya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Pamusana pechitendero Rahabhu haana kuparara pamwepo navakanga vasingateereri nokuti akanga agamuchira zvakanaka vasori vaya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Nokutenda Rahabhi chifeve, haana kufa pamwe chete navasina kuteerera, nokuti akanga agamuchira vasori norugare.

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 11:31

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy