ƲaHeberu 11:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Pamusana porudaviro vanhu vakayambuka Gungwa Dzvuku sokunge vari pasi pakaoma asi vaIjipiti pavakaedza kuita zvimwechetezvo vakanyura. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Nokutenda ʋakayambuka Guŋgwa Dɀuku, sapanyika yakawoma; ʋaEgipita ʋaciidza iɀoɀo, ʋakaɓitirirwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Nokutenda, vakayambuka Gungwa Dzvuku, sapanyika yakaoma; vaIjipiti vachiedza izvozvo, vakabitirirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Pamusana porudaviro vanhu vakayambuka Gungwa Dzvuku sokunge vari pasi pakaoma asi vaIjipiti pavakaedza kuita zvimwechetezvo vakanyura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Pamusana porudaviro vanhu vakayambuka Gungwa Dzvuku sokunge vari pasi pakaoma asi vaIjipiti pavakaedza kuita zvimwechetezvo vakanyura. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Nokutenda vanhu vakayambuka Gungwa Dzvuku, sapanyika yakaoma; asi vaIjipita pavakaedza kuzviita vakanyura. Viz kapitola |