ƲaHeberu 11:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Pamusana porudaviro akachengeta Pasika akasasa ropa kuitira kuti muparadzi wamatangwe arege kumbovabata–bata. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Nokutenda wakaʋamba paseka nokusasa ropa, kuti muʋurayi wamataŋgwe aʋarege iʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Nokutenda, akavamba Pasika nokusasa ropa, kuti muurayi wamatangwe avarege ivo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Pamusana porudaviro akachengeta Pasika akasasa ropa kuitira kuti muparadzi wamatangwe arege kumbovabata–bata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Pamusana porudaviro akachengeta Pasika akasasa ropa kuitira kuti muparadzi wamatangwe arege kumbovabata–bata. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Nokutenda akavamba Pasika nokusasa ropa, kuitira kuti muurayi wamatangwe arege kuuraya matangwe eIsraeri. Viz kapitola |