ƲaHeberu 11:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Pamusana pechitendero akasiya Ijipiti asingatyi hasha dzamambo achiita somunhu ari kuona iye Asingaoneki. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Nokutenda wakabva Egipita, asiŋgatyi kutsamŋa kwamambo; nokuti wakatsuŋgirira somunhu unoʋona iye usiŋgaʋonekwi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Nokutenda akabva Ijipiti, asingatyi kutsamwa kwamambo; nokuti akatsungirira somunhu anoona iye asingaonekwi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Pamusana pechitendero akasiya Ijipiti asingatyi hasha dzamambo achiita somunhu ari kuona iye Asingaoneki. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Pamusana pechitendero akasiya Ijipiti asingatyi hasha dzamambo achiita somunhu ari kuona iye Asingaoneki. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Nokutenda akabva muIjipiti asingatyi kutsamwa kwamambo; akatsungirira nokuti akanga aona iye asingaonekwi. Viz kapitola |