ƲaHeberu 11:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Akafunga kuti kuzvidzirwa Kristu upfumi hukuru kupinda upfumi hweIjipiti nokuti mwoyo wake wakanga uri kumubayiro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 akati kuɀidzwa kwaKristu ifuma huru kukufuma kwose kweEgipita; nokuti wakatarira muɓairo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 akati kuzvidzwa kwaKristu ipfuma huru kupfuma kwose kweIjipiti; nokuti akatarira mubayiro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Akafunga kuti kuzvidzirwa Kristu upfumi hukuru kupinda upfumi hweIjipiti nokuti mwoyo wake wakanga uri kumubayiro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Akafunga kuti kuzvidzirwa Kristu upfumi hukuru kupinda upfumi hweIjipiti nokuti mwoyo wake wakanga uri kumubayiro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Akati kuzvidzwa nokuda kwaKristu ipfuma huru kupfuura kupfuma kwose kweIjipiti, nokuti akanga achitarira mberi kumubayiro. Viz kapitola |