ƲaHeberu 11:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Pamusana pechitendero Mosesi paakanga akura akaramba kunzi mwanakomana womukunda waFarao. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Nokutenda Mosesi, akura, wakaramba kunzi mŋanakomana womukunda waFarao, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Nokutenda Mosesi akura, akaramba kunzi mwanakomana womukunda waFarao, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Pamusana pechitendero Mosesi paakanga akura akaramba kunzi mwanakomana womukunda waFarao. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Pamusana pechitendero Mosesi paakanga akura akaramba kunzi mwanakomana womukunda waFarao. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Nokutenda Mozisi akati akura, akaramba kunzi mwanakomana womwanasikana waFaro. Viz kapitola |