ƲaHeberu 11:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Akafunga kuti Mwari anokwanisa kumutsa vanhu kunyange kurufu. Naizvozvo pakutaura, tingati akamugamuchirazve. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 nokuti wakati Mŋari unogona kumutsa munhu kunyaŋge kuʋakafa; ndipapo ʋo, kana ticitaura nomufananidzo, paakamudzoserwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 nokuti wakati Mwari anogona kumutsa munhu kunyange kuvakafa; ndipapowo, kana tichitaura nomufananidzo, paakamudzoserwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Akafunga kuti Mwari anokwanisa kumutsa vanhu kunyange kurufu. Naizvozvo pakutaura, tingati akamugamuchirazve. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Akafunga kuti Mwari anokwanisa kumutsa vanhu kunyange kurufu. Naizvozvo pakutaura, tingati akamugamuchirazve. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Abhurahama akafunga akati Mwari aigona kumutsa vakafa, uye tichitaura nomufananidzo, akagamuchira Isaka kubva kuvakafa. Viz kapitola |