ƲaHeberu 11:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Pamusana pechitendero Abhurahamu paakaedzwa akapira Isaki; nezvo munhu akanga atsidzirwa akanga oda kupira mwanakomana wake mumwechete oga Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Nokutenda Abrahama, aciidzwa, wakaɓayira Isaka; iye wakaŋga agamucira kwaɀo ɀipikirwa, wakaŋga aciɓayira mŋana wake wakaɓerekwa mumŋe woga; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Nokutenda Abhurahamu, achiedzwa, akabayira Isaka; iye akanga agamuchira kwazvo zvipikirwa, akanga achibayira mwana wake wakaberekwa mumwe woga; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Pamusana pechitendero Abhurahamu paakaedzwa akapira Isaki; nezvo munhu akanga atsidzirwa akanga oda kupira mwanakomana wake mumwechete oga Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Pamusana pechitendero Abhurahamu paakaedzwa akapira Isaki; nezvo munhu akanga atsidzirwa akanga oda kupira mwanakomana wake mumwechete oga Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Nokutenda Abhurahama, paakaedzwa naMwari, akapa Isaka sechibayiro. Iye akanga agamuchira zvipikirwa akanga obayira mwanakomana wake mumwe oga, Viz kapitola |