ƲaHeberu 11:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Dai vakanga vachifunga nenyika yekwavakabva vangadai vakakwanisa kuwana mukana wokudzokerako. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Nokuti kana ʋairamba ʋacifuŋga nyika iyo yaʋakabva kwairi, ʋaŋgaɗai ʋawana ŋguʋa yokudzoka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Nokuti kana vairamba vachifunga nyika iyo yavakabva kwairi, vangadai vawana nguva yokudzoka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Dai vakanga vachifunga nenyika yekwavakabva vangadai vakakwanisa kuwana mukana wokudzokerako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Dai vakanga vachifunga nenyika yekwavakabva vangadai vakakwanisa kuwana mukana wokudzokerako. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Dai vakanga vachifunga nyika yavakabva kwairi vangadai vakawana mukana wokudzokera. Viz kapitola |