ƲaHeberu 11:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Chitendero chine chivimbo chezvinhu zvinotarisirwa uye chine chokwadi chezvinhu zvisingaoneki Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino kutenda ndirwo rusimbiso rweɀinhu ɀatinotarira, neciratidzo ceɀinhu ɀatisiŋgaʋoni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino kutenda ndirwo rusimbiso rwezvinhu zvatinotarira, nechiratidzo chezvinhu zvatisingaoni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Chitendero chine chivimbo chezvinhu zvinotarisirwa uye chine chokwadi chezvinhu zvisingaoneki Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Chitendero chine chivimbo chezvinhu zvinotarisirwa uye chine chokwadi chezvinhu zvisingaoneki Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Zvino kutenda ndiko kuva nechokwadi nezvinhu zvatinotarisira, nechiratidzo chezvinhu zvatisingaoni. Viz kapitola |