Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 10:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Pamusana pokuti imi maiva netsitsi navasungwa uye maigamuchira nomufaro kupambwa kwezvinhu zvenyu nokuti imi pachenyu munoziva kuti mune chamuinacho chiri nani chinogara nokusingaperi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Nokuti makanzwira tsitsi aʋo ʋakasuŋgwa, mukatenda ʋo nomufaro kuti nhumbi dzenyu dzipambge, muciziʋa kuti imi mumene munefuma yakapfuʋura nokunaka, inogara.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Nokuti makanzwira tsitsi avo vakasungwa, mukatendawo nomufaro kuti nhumbi dzenyu dzipambwe, muchiziva kuti imi mumene mune pfuma yakapfuura nokunaka, inogara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Pamusana pokuti imi maiva netsitsi navasungwa uye maigamuchira nomufaro kupambwa kwezvinhu zvenyu nokuti imi pachenyu munoziva kuti mune chamuinacho chiri nani chinogara nokusingaperi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Pamusana pokuti imi maiva netsitsi navasungwa uye maigamuchira nomufaro kupambwa kwezvinhu zvenyu nokuti imi pachenyu munoziva kuti mune chamuinacho chiri nani chinogara nokusingaperi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 Makanzwira tsitsi avo vakanga vari mutorongo mukagamuchira nomufaro kupambwa kwenhumbi dzenyu, nokuti maiziva kuti imi pachenyu makanga mune pfuma yakapfuura nokunaka uye inogara.

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 10:34

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy