Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 10:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Dzimwe nguva maipinda mukutukwa nokutambudzwa pazere vanhu kana kubatanidzirwa navanenge vachiitirwa zvakadaro.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 pamŋe nokuti makaitwa cinhu cinotarirwa nokuɀidzwa nokutambudzwa; pamŋe nokuti makagoʋana naiʋo ʋakaitirwa iɀoɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

33 pamwe nokuti makaitwa chinhu chinotarirwa nokuzvidzwa nokutambudzwa; pamwe nokuti makagovana naivo vakaitirwa izvozvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Dzimwe nguva maipinda mukutukwa nokutambudzwa pazere vanhu kana kubatanidzirwa navanenge vachiitirwa zvakadaro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Dzimwe nguva maipinda mukutukwa nokutambudzwa pazere vanhu kana kubatanidzirwa navanenge vachiitirwa zvakadaro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Pane dzimwe nguva makatukwa uye mukatambudzwa pachena; pane dzimwe nguva makagovana navo vakaitirwawo izvozvo.

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 10:33

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy