Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 10:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Ko kutozoti munhu anotsokodzera Mwanakomana waMwari achin'oresa ropa rechitenderano rakamuita mutsvene achishatirisa Mweya wenyasha, acharangwa zvakaipisisa sei?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 hamufuŋgi here kuti munhu, wakatsika Mŋanakomana waMŋari pasi petsoka dzake, akati ropa resuŋgano raakaitwa mutȿene naro harinamaturo ɀaro, akaɀidza Mŋeya wenyasha, kuti iye haaŋganzi wakafanirwa nokurobga kunopfuʋura uku kwaɀo here?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 hamufungi here kuti munhu, akatsika Mwanakomana waMwari pasi petsoka dzake, akati ropa resungano raakaitwa mutsvene naro harina maturo zvaro, akazvidza Mweya wenyasha, kuti iye haanganzi akafanirwa nokurohwa kunopfuura uku kwazvo here?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Ko kutozoti munhu anotsokodzera Mwanakomana waMwari achin'oresa ropa rechitenderano rakamuita mutsvene achishatirisa Mweya wenyasha, acharangwa zvakaipisisa sei?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Ko kutozoti munhu anotsokodzera Mwanakomana waMwari achin'oresa ropa rechitenderano rakamuita mutsvene achishatirisa Mweya wenyasha, acharangwa zvakaipisisa sei?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Ko, munofunga kuti munhu, akatsika pasi petsoka dzake Mwanakomana waMwari uye akatora ropa resungano iri rakamuita mutsvene sechinhu chisiri chitsvene uye akatuka Mweya wenyasha, anofanira kurangwa zvikuru sei?

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 10:29

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy