ƲaHeberu 10:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 asi kungotarisira kutonga kunotyisa nomoto unotyisa uchaparadza mhandu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 asi kuŋgomirira ticitya kutoŋgeswa nokutsamŋa kunopfuta somŋoto, kucapedza ʋaʋeŋgi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 asi kungomirira tichitya kutongeswa nokutsamwa kunopfuta somoto, kuchapedza vavengi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 asi kungotarisira kutonga kunotyisa nomoto unotyisa uchaparadza mhandu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 asi kungotarisira kutonga kunotyisa nomoto unotyisa uchaparadza mhandu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 asi kungomirira tichitya kutongwa nokutsamwa kunopfuta somoto, kuchapedza vavengi vaMwari. Viz kapitola |