Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 10:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Zvino pane ruregerero rwezvizvi panenge pasisina chibayiro chezvitadzo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Ɀino, kana ɀinhu iɀi ɀakaŋganwirwa, ɀiʋi haɀicaɓayirwi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Zvino, kana zvinhu izvi zvakaregererwa, zvivi hazvichabayirwi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Zvino pane ruregerero rwezvizvi panenge pasisina chibayiro chezvitadzo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Zvino pane ruregerero rwezvizvi panenge pasisina chibayiro chezvitadzo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Zvino kana izvi zvaregererwa, hakuchisina chimwezve chibayiro chezvivi.

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 10:18

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy