ƲaHeberu 10:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Naizvozvo nechibayiro chimwechetecho akanatsa nokusingaperi avo vakaitwa vatsvene. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Nokuti neciɓayiro cimŋe cete wakakwanisa nokusiŋgaperi aʋo ʋanoitwa ʋatȿene. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Nokuti nechibayiro chimwechete akakwanisa nokusingaperi avo vanoitwa vatsvene. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Naizvozvo nechibayiro chimwechetecho akanatsa nokusingaperi avo vakaitwa vatsvene. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Naizvozvo nechibayiro chimwechetecho akanatsa nokusingaperi avo vakaitwa vatsvene. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 nokuti nechibayiro chimwe chete akaita kuti vaya vari kuitwa vatsvene vakwaniswe nokusingaperi. Viz kapitola |